Mateo 9:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati achiona vanhu vazhinji, akavanzwira tsitsi nokuti vaishushwa uye vakanga vasina simba, vakaita samakwai asina mufudzi.

Mateo 9

Mateo 9:33-38