Mateo 9:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhimoni rakati radzingwa, munhu uya akanga ari mbeveve akataura. Vanhu vazhinji vakashamiswa uye vakati, “Zvakadai hazvisati zvamboonekwa muIsraeri.”

Mateo 9

Mateo 9:29-34