Mateo 9:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati achibvapo, akateverwa navarume vaviri vakanga vari mapofu, vaishevedzera vachiti, “Mwanakomana waDhavhidhi, tinzwireiwo ngoni!”

Mateo 9

Mateo 9:24-34