Mateo 9:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akatendeuka uye akamuona ndokubva ati kwaari, “Tsunga mwoyo mwanasikana, kutenda kwako kwakuporesa.” Mudzimai uyu akabva aporeswa pakarepo.

Mateo 9

Mateo 9:16-23