Mateo 9:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vamwe varume vakauya nomunhu akanga akafa mitezo, avete pabonde. Jesu akati aona kutenda kwavo akati kumunhu uya akafa mitezo, “Tsunga mwoyo, mwana, zvivi zvako zvaregererwa.”

Mateo 9

Mateo 9:1-4