Mateo 9:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati agere mumba maMateo vachidya kudya kwamanheru, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakadya naye navadzidzi vake.

Mateo 9

Mateo 9:1-11