Mateo 8:5-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

5. Jesu akati apinda muKapenaume, mukuru wezana akauya kwaari achikumbira rubatsiro.

6. Akasvikoti, “Ishe, muranda wangu arere kumba, akafa mitezo, uye ari kurwadziwa zvikuru.”

7. Jesu akati kwaari, “Ndichauya kuzomuporesa.”

Mateo 8