Mateo 8:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe murume aiva namaperembudzi akauya akasvikopfugama paari akati, “Ishe, kana muchida, munogona kundinatsa.”

Mateo 8

Mateo 8:1-8