Mateo 7:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iwe munyengeri, tanga wabvisa puranga riri muziso rako, ipapo unozoona zvakanaka kuti ukwanise kubvisa kabanzu kari muziso rehama yako.

Mateo 7

Mateo 7:1-6