Mateo 7:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mvura yakanaya, nzizi dzikazara, uye dutu remhepo rakauya rikarova imba iya uye ikawa nokuwa kukuru.”

Mateo 7

Mateo 7:19-28