Mateo 7:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino imi, kunyange zvenyu makaipa, muchiziva kupa zvipo zvakanaka kuvana venyu, Baba venyu vari kudenga vachapa zvipo zvakanaka sei kuna avo vanokumbira!

Mateo 7

Mateo 7:3-20