Mateo 6:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uye pamunonyengetera, musava savanyengeri nokuti vanofarira kunyengetera vamire mumasinagoge napamharadzano dzenzira kuti vaonekwe navanhu. Ndinokuudzai chokwadi kuti vatowana mubayiro wavo wakazara.

Mateo 6

Mateo 6:1-15