Mateo 6:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo musafunganya nezvamangwana nokuti mangwana achazvifunganyira zvawo. Zuva rimwe nerimwe rine nhamo dzaro dzakarikwanira.

Mateo 6

Mateo 6:32-34