Mateo 6:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuitira kuti zvirege kuonekwa navanhu kuti muri kutsanya, asi zvizivikanwe chete naBaba venyu avo vasingaonekwi. Uye Baba venyu vanoona pakavandika, vachakupai mubayiro.

Mateo 6

Mateo 6:9-21