Mateo 6:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Pamunotsanya, musaunyanisa zviso sezvinoita vanyengeri nokuti vanounyanisa zviso zvavo kuti vaonekwe navanhu kuti vari kutsanya. Ndinokuudzai chokwadi kuti vatowana mubayiro wavo wakazara.

Mateo 6

Mateo 6:14-25