Mateo 5:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuitira kuti mugova vana vaBaba venyu vari kudenga. Ivo vanoita kuti zuva ravo ribude pane vakaipa nevakanaka uye vanonayisa mvura yavo pane vakarurama nevasakarurama.

Mateo 5

Mateo 5:36-46