Mateo 5:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ndinokuudzai kuti ani naani anoramba mukadzi wake kunze kwemhosva yokusatendeka muwaniso anomuitisa upombwe, uye ani naani anowana mukadzi akarambwa anoita upombwe.

Mateo 5

Mateo 5:29-40