Mateo 5:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kurumidza kutenderana nomudzivisi wako uyo ari kukuendesa kudare. Ita izvi uchiri munzira naye, kana kuti angangokuisa kumutongi uye mutongi agokuisa kumutariri, uye ugokandwa mutorongo.

Mateo 5

Mateo 5:24-35