Mateo 5:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye vanhu havangatungidzi mwenje vagouisa pasi pedengu. Asi kutoti vanouisa pachigadziko kuti uvhenekere vose vari mumba.

Mateo 5

Mateo 5:12-25