Mateo 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana uri Mwanakomana waMwari, zviwisire pasi, nokuti kwakanyorwa kuchinzi:“Acharayira vatumwa vake pamusoropako uye vachakusimudza namaokoavo kuti urege kugumburisa rutsoka rwako nebwe.”

Mateo 4

Mateo 4:5-11