Mateo 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati kwaari, “Ibva pandiri Satani! Nokuti kwakanyorwa kuchinzi, ‘Namata Ishe Mwari wako uye umushumire iye oga.’ ”

Mateo 4

Mateo 4:1-20