Mateo 3:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye musafunga kuti mungati, ‘Tina Abhurahama sababa vedu.’ Ndinokuudzai kuti Mwari anogona kumutsa vamwe vana vaAbhurahama kubva pamabwe aya.

Mateo 3

Mateo 3:2-17