Mateo 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ini ndinokubhabhatidzai nemvura kuti mutendeuke. Asi shure kwangu kuchauya mumwe mukuru kwandiri, wandisina kukodzera kunyange kutakura shangu dzake. Achakubhabhatidzai noMweya Mutsvene nomoto.

Mateo 3

Mateo 3:4-17