Mateo 27:65-66 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

65. Pirato akapindura akati, “Torai, varindi. Endai, mundochengetedza guva iroro semaziviro enyu.”

66. Saka vakaenda vakandoita kuti richengetedzwe nokuisa chisimbiso pabwe, uye nokuisa varindi.

Mateo 27