Mateo 27:64 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka rayirai kuti guva rake richengetedzwe kwazvo kusvika pazuva retatu. Zvimwe vadzidzi vake vangauye vakaba mutumbi wake vakaudza vanhu kuti akamutswa kuvakafa. Kunyengera kwokupedzisira uku kuchaipa kukunda kwokutanga.”

Mateo 27

Mateo 27:57-66