Mateo 27:54 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukuru wezana navaya vaakanga anavo vakarinda Jesu, pavakaona kudengenyeka kwenyika nezvose zvakanga zvaitika, vakatya kwazvo, uye vakati, “Zvechokwadi, anga ari Mwanakomana waMwari!”

Mateo 27

Mateo 27:47-59