Mateo 27:51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo chidzitiro chomutemberi chakabvaruka napakati kubva kumusoro kusvika pasi. Nyika yakadengenyeka, uye mabwe akatsemuka.

Mateo 27

Mateo 27:45-61