Mateo 27:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pirato akati aona kuti hapana kwaaisvika, asi kuti bope rakanga rotanga, akatora mvura akashamba maoko ake pamberi pavanhu akati, “Handina mhosva yeropa romunhu uyu. Zvionerei.”

Mateo 27

Mateo 27:20-30