Mateo 27:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vanhu vazhinji vakati vaungana, Pirato akavabvunza akati, “Ndoupi wamunoda kuti ndikusunungurirei: Bharabhasi kana kuti Jesu anonzi Kristu?”

Mateo 27

Mateo 27:8-26