Mateo 27:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino yaiva tsika yomubati pamutambo kusunungura musungwa mumwe chete anenge asarudzwa navanhu vazhinji.

Mateo 27

Mateo 27:7-23