Mateo 26:71 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akabuda akandomira pasuo apo paakaonekwa nomumwe musikana uyo akati kuvanhu vose vaivapo, “Munhu uyu akanga ana Jesu weNazareta.”

Mateo 26

Mateo 26:65-75