Mateo 26:69 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Petro akanga agere panze muruvazhe, uye mumwe muranda wechisikana akauya kwaari akati, “Newewo wakanga una Jesu weGarirea.”

Mateo 26

Mateo 26:62-74