Mateo 26:55 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo Jesu akati kuvanhu vazhinji vaivapo, “Ko, ndinotungamira vapanduki here zvamauya neminondo netsvimbo kuzondibata? Mazuva ose ndaigara mutemberi ndichidzidzisa uye hamuna kundisunga.

Mateo 26

Mateo 26:45-57