Mateo 26:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paakanga achiri kutaura kudaro, Judhasi, mumwe wevane gumi navaviri akasvika. Akauya navanhu vazhinji vakanga vakabata minondo netsvimbo, vakanga vatumwa navaprista, vakuru navakuru vavanhu.

Mateo 26

Mateo 26:44-57