Mateo 26:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akadzokazve kuvadzidzi akati kwavari, “Muchakavata uye muchakazorora here? Tarirai, nguva yava pedyo, uye Mwanakomana woMunhu ari kupandukirwa achiiswa mumaoko avatadzi.

Mateo 26

Mateo 26:41-54