Mateo 26:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaenda mberi zvishoma, akawira pasi nechiso chake akanyengetera achiti, “Baba vangu, kana zvichibvira mukombe uyu ngaubviswe kwandiri. Asi kwete kuda kwangu asi kuda kwenyu.”

Mateo 26

Mateo 26:30-43