Mateo 26:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwanakomana woMunhu achaenda hake sokunyorwa kwazvakaitwa nezvake. Asi ane nhamo munhu uyo anopandukira Mwanakomana woMunhu! Zvingadai zvaiva nani kwaari dai asina kuberekwa.”

Mateo 26

Mateo 26:20-29