Mateo 26:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akavapindura akati, “Endai muguta kuno mumwe murume munosvikomuudza kuti, ‘Mudzidzisi anoti: Nguva yangu yakatarwa yava pedyo. Ndichapemberera Pasika navadzidzi vangu mumba mako.’ ”

Mateo 26

Mateo 26:11-25