Mateo 25:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Naizvozvo vachapindura vachiti, ‘Ishe, takakuonai riniko mune nzara kana mune nyota kana muri mweni kana musina zvokupfeka kana muchirwara kana muri mutorongo tikasakubatsirai?’

Mateo 25

Mateo 25:40-46