Mateo 25:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndakanga ndine nzara mukandipa chokudya, ndakanga ndine nyota, mukandipa chokunwa, ndakanga ndiri mweni mukandipinza mumba,

Mateo 25

Mateo 25:31-42