Mateo 25:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Tenzi wake akapindura akati, ‘Iwe muranda akaipa, ano usimbe! Saka wakanga uchiziva zvako kuti ndinokohwa pandisina kudyara nokuunganidza pandisina kukusha mbeu?

Mateo 25

Mateo 25:22-29