Mateo 25:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ipapo murume akanga apiwa tarenda rimwe chete akauya, akati, ‘Tenzi, ndakaziva kuti muri munhu akaoma, munokohwa pamusina kudyara uye munounganidza pamusina kukusha mbeu.

Mateo 25

Mateo 25:19-25