Mateo 24:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muchanzwa nezvehondo uye neguhu rehondo, asi chenjerai kuti murege kuvhundutswa nazvo. Zvinhu zvakadaro zvinofanira kuitika asi kuguma kunenge kusati kwasvika.

Mateo 24

Mateo 24:1-16