Mateo 24:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati kwavari, “Muri kuona zvinhu izvi zvose here? Ndinokuudzai chokwadi kuti hakuna ibwe richasara pano riri pamusoro perimwe; ose achawisirwa pasi.”

Mateo 24

Mateo 24:1-7