Mateo 23:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Iwe Jerusarema, Jerusarema! Iwe unouraya vaprofita nokutaka namabwe avo vanotumirwa kwauri, kazhinji sei kandaidisa kuunganidza vana vako sezvinoita nhunzvi yehuku inounganidza hukwana dzayo pasi pamapapiro ayo.

Mateo 23

Mateo 23:32-39