Mateo 23:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye nokudaro, ropa ravakarurama vose rakateurwa panyika richauya pamusoro penyu kubvira paropa raAbheri akanga akarurama kusvikira paropa raZakaria mwanakomana waBherekia uyo wamakauraya pakati petemberi nearitari.

Mateo 23

Mateo 23:32-39