Mateo 23:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mune nhamo imi vadzidzisi vomurayiro nemi vaFarisi, imi vanyengeri! Makafanana namakuva akacheneswa kunze anotaridzika kuva akanaka kunze asi mukati muzere mapfupa avanhu vakafa nezvinhu zvose zvine tsvina.

Mateo 23

Mateo 23:25-35