Mateo 23:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mune nhamo imi vadzidzisi vomurayiro nemi vaFarisi, vanyengeri! Munofamba panyika napamakungwa kuti mutendeutse munhu mumwe chete. Kana atendeuka munomuita mwanakomana wegehena kakapetwa kaviri panemi.

Mateo 23

Mateo 23:12-24