Mateo 23:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mune nhamo imi vadzidzisi vomurayiro nemi vaFarisi, vanyengeri! Nokuti munopfigira vanhu umambo hwedenga vachizviona. Imi pachenyu hamupindi, uye vaya vanoedza kupinda hamuvatenderi.

Mateo 23

Mateo 23:10-17