Mateo 22:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ipapo akatumazve vamwe varanda achiti, ‘Taurirai vose vakakokwa kuti ndagadzirira mabiko: Ndabaya nzombe nemombe dzakakodzwa uye zvose zvagadzirirwa. Uyai kumutambo wesvitsa.’

Mateo 22

Mateo 22:1-7